Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Hoyu Merabhi mwanasikana wangu mukuru. Ndichamupa kwauri kuti ave mukadzi wako; chete iwe chindishandira wakashinga uye urwe hondo dzaJehovha.” Nokuti Sauro akafunga mumwoyo make achiti, “Handichasimudzi ruoko rwangu kuti ndirwe naye. VaFiristia ngavaite izvozvo!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 18

Maonero 1 Samueri 18:17 akapoteredza