Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 17:57-58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

57. Dhavhidhi akati achangobva kundouraya muFiristia, Abhineri akamutora akamuendesa pamberi paSauro, Dhavhidhi achakangobata musoro womuFiristia.

58. Sauro akamubvunza akati, “Uri mwanakomana waaniko, nhai mujaya?”Dhavhidhi akati, “Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese wokuBheterehema.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17