Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 17:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jese akati kuna Dhavhidhi mwanakomana wake, “Chitora efad iyi yezviyo zvakakangwa nezvingwa izvi gumi ukurumidze kundopa madzikoma ako kumusasa wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:17 akapoteredza