Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akaita zvakataurwa naJehovha. Akati asvika kuBheterehema, vakuru vomusha vakadedera pavakasangana naye. Vakamubvunza vakati, “Mauya norugare here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:4 akapoteredza