Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 16:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe ngaarayire varanda vake vari pano kuti vatsvake mumwe munhu anogona kuridza mbira. Acharidza kana mweya wakaipa unobva kuna Mwari wauya pamusoro penyu, uye imi muchanzwa zviri nani.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:16 akapoteredza