Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jese akaita kuti vanakomana vake vanomwe vapfuure napamberi paSamueri, asi Samueri akati kwaari, “Jehovha haana kusarudza ava.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:10 akapoteredza