Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 14:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuna Jonatani, “Ndiudze zvawaita.” Saka Jonatani akati kwaari, “Ndangoravira uchi ushoma nomuromo wetsvimbo yangu. Zvino ndinofanira kufa here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:43 akapoteredza