Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 14:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Sauro akabvunza Mwari akati, “Ndoburuka nditevere vaFiristia here? Muchavaisa mumaoko avaIsraeri here?” Asi Mwari haana kumupindura musi iwoyo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:37 akapoteredza