Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuvarume vakanga vanaye, “Verengai varwi muone kuti ndivanaani vasipo pakati pedu.” Vakati vadaro vakaona kuti Jonatani nomubati wake wenhumbi dzokurwa vakanga vasipo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:17 akapoteredza