Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vose vari vaviri vakazviratidza kuboka ravarwi ravaFiristia. VaFiristia vakati, “Tarirai! VaHebheru vari kukambaira vachibuda mumakomba avanga vakavanda.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:11 akapoteredza