Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva Jonatani mwanakomana waSauro akati kujaya raitakura zvombo zvake zvokurwa, “Uya tiende kumusasa wavarwi vevaFiristia kudivi rimwe iro.” Asi haana kuudza baba vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:1 akapoteredza