Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 12:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi pamakaona kuti Nahashi mambo wavaAmoni akanga achiuya kuzokurwisai, makati kwandiri, ‘Kwete, tinoda kuti tive namambo anotitonga,’ kunyange zvazvo Jehovha Mwari wenyu akanga ari mambo wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:12 akapoteredza