Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati achangotendeuka kuti abve pana Samueri, Mwari akashandura mwoyo waSauro, uye zviratidzo zvose izvi zvakazadziswa zuva iroro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:9 akapoteredza