Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vachangopedza kudya nokunwa muShiro, Hana akasimuka. Zvino Eri muprista akanga akagara pachigaro pamukova wetemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:9 akapoteredza