Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika gore negore. Nguva dzose Hana paaienda kuimba yaJehovha, muvengi wake aimudenha kusvikira achema obva atadza kudya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:7 akapoteredza