Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva dzose zuva rokuti Erikana abayire chibayiro raiti kana rasvika, aipa migove yenyama kumukadzi wake Penina nokuvanakomana vake navanasikana vake vose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:4 akapoteredza