Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 1:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. uye Hana akati kwaari, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu ishe wangu, ndini mukadzi uya akamira parutivi penyu ndichinyengetera kuna Jehovha.

27. Ndakakumbira mwana uyu, uye Jehovha andipa zvandakamukumbira.

28. Saka iye zvino ndinomupa kuna Jehovha. Kwoupenyu hwake hwose achapiwa kuna Jehovha.” Uye akanamata Jehovha ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1