Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hana akapindura akati, “Kwete, ishe wangu, ndiri mukadzi ane shungu pamweya. Ndanga ndisinganwi waini kana doro; ndanga ndichidurura mwoyo wangu kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:15 akapoteredza