Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 9:43-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

43. Moza aiva baba vaBhinea; Refaya aiva mwanakomana wake, Ereasa mwanakomana wake naAzeri mwanakomana wake.

44. Azeri aiva navanakomana vatanhatu, uye aya ndiwo mazita avo: Azirikami, Bhokeru, Ishumaeri, Sheariya, Obhadhia naHanani. Ava ndivo vaiva vana vaAzeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 9