Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 9:35-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. Jeyeri baba vaGibheoni aigara muGibheoni. Mukadzi wake ainzi Maaka,

36. uye dangwe rake raivawo Abhidhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi,

37. Gedhori, Ahio, Zekaria naMikiroti.

38. Mikiroti aiva baba vaShimeamu. Ivowo vaigara pedyo nehama dzavo muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 9