Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose pamwe chete vakanga vasarudzwa kuti vave vatariri vamasuo pamikova vaisvika mazana maviri negumi navaviri. Vakanga vakanyorwa munhoroondo dzokuberekwa dzemisha yavo. Vatariri vamasuo vakapiwa mabasa avo nenzvimbo dzavo naDhavhidhi naSamueri muoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 9

Maonero 1 Makoronike 9:22 akapoteredza