VaIsraeri vose vakanyorwa munhoroondo dzakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri.VaJudha vakatapwa vakaendeswa kuBhabhironi nokuda kwokusatendeka kwavo.