Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 8:9-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Nomukadzi wake Hodheshi akabereka Johabhi, Zibhia, Mesha Marikami,

10. Jeuzi, Sakia naMirima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vemhuri.

11. NaHushimi akabereka Abhitubhi naEripaari.

12. Vanakomana vaEripaari vaiva: Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono neRodhi pamwe chete nemisha yakaapoteredza)

13. naBheria naShema, avo vakanga vari vakuru vemhuri dzaavo vaigara muAijaroni uye vakadzinga vagari veGati.

14. Ahiyo, Shashaki, Jeremoti,

15. Zebhabhia, Aradhi, Edheri,

16. Mikaeri, Ishipa naJoha vaiva vanakomana vaBeria.

17. Zebhadhia, Meshurami, Hiziki, Hebheri,

18. Ishimerai, Iziria naJobhabhi vaiva vanakomana vaEripaari.

19. Jakimi, Zikiri, Zabhidhi,

20. Erienai, Ziretai, Erieri,

21. Adhaya, Bheraya naShimirati vaiva vanakomana vaShimei.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 8