Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 8:22-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Ishipani, Ebheri, Erieri,

23. Abhidhoni, Zikiri, Hanani,

24. Hanania, Eramu Anitotiya,

25. Ifidheya naPenueri vaiva vanakomana vaShashaki.

26. Shamisherai, Sheharia, Ataria,

27. Jaareshia, Eria, naZikiri vaiva vanakomana vaJerohamu.

28. Vose ava vaiva vakuru vemhuri, vari madzishe sezvazvakanyorwa munhoroondo dzavo. Uye vaigara muJerusarema.

29. Jeyeri, baba vaGibheoni vaigara muGibheoni. Zita romukadzi wake rainzi Maaka,

30. uye mwanakomana wake wedangwe ainzi Abhidhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 8