Mukadzi waMakiri Maaka akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Pereshi. Munun'una wake ainzi Shereshi, uye vanakomana vake vaiva Uramu naRakemu.