Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 6:78-81 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

78. kubva kurudzi rwaRubheni mhiri kworwizi Jorodhani kumabvazuva kweJeriko vakagamuchirwawo Bhezeri murenje, Jaza,

79. Kedhemoti neMefaati pamwe chete namafuro awo;

80. uye kubva kurudzi rwaGadhi vakagamuchira Ramoti muGireadhi, Mahanaimi,

81. Heshibhoni neJazeri pamwe chete namafuro awo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6