Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 6:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Vanakomana vaRevhi vaiva Gerishoni, Kohati naMerari.

2. Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri.

3. Vana vaAmiramu vaiva: Aroni, Mozisi naMiriamu. Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6