Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 5:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRubheni, vaGadhi norudzi rwehafu rwaManase vaiva navarume zviuru makumi mana nezvina namazana manomwe namakumi matanhatu vakanga vakagadzirira kundorwa, varume vakasimba vaigona kushandisa nhoo nomunondo, uye vaigona kushandisa uta, uye vakanga vakadzidziswa kurwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 5

Maonero 1 Makoronike 5:18 akapoteredza