Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi wake wechiJudha akabereka Jeredhi baba vaGedhori, Hebheri baba vaSoko, naJekutiri baba vaZanoa. Ava ndivo vaiva vana vomwanasikana waFaro ainzi Bhitia akanga aroorwa naMeredhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 4

Maonero 1 Makoronike 4:18 akapoteredza