Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakapembera nomufaro pavakaona kuti vatungamiri vavo vakanga vapa nomwoyo unoda, nokuti vakanga vapa kuna Jehovha vakasununguka uye nomwoyo wose. Mambo Dhavhidhi akafarawo zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 29

Maonero 1 Makoronike 29:9 akapoteredza