Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 29:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani akanga ane matombo anokosha akapa ose kuimba yokuchengeta pfuma yetemberi yaJehovha zvichichengetwa naJehieri muGerishoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 29

Maonero 1 Makoronike 29:8 akapoteredza