Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 29:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva, Mwari wangu, kuti munoedza mwoyo uye munofadzwa nokururama. Zvinhu zvose izvi ndakupai ndichida uye nomwoyo wakatendeka. Uye zvino ndaona ndikafadzwa namapiro aita vanhu venyu vari pano kwamuri nomwoyo unoda.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 29

Maonero 1 Makoronike 29:17 akapoteredza