Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Newewo mwanakomana wangu Soromoni, ziva Mwari wababa vako, uye umushumire nomwoyo wose uye nepfungwa dzako dzose, nokuti Jehovha anonzvera mwoyo uye anonzwisisa chinangwa chipi nechipi chiri mupfungwa. Ukamutsvaga achawanikwa newe, asi kana ukamurasa, iye achakuramba nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 28

Maonero 1 Makoronike 28:9 akapoteredza