Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 28:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akarayira vabati veIsraeri vose kuti vaungane paJerusarema: vabati pamusoro pamarudzi, vatungamiri vamapoka aishandira mambo, vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana, navabati vaichengeta zvinhu nezvipfuwo zvamambo uye navanakomana vake, pamwe chete navabati vomumuzinda wamambo, varume vane simba nemhare dzose dzakashinga.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 28

Maonero 1 Makoronike 28:1 akapoteredza