Jazizi muHagiri aiva mutariri wamakwai. Ava ndivo vaiva vabati vaichengeta zvinhu zvamambo Dhavhidhi.