pamusoro paDhani: Azareri mwanakomana waJerohami. Ava ndivo vaiva machinda pamusoro pamarudzi avaIsraeri.