Wechipfumbamwe, mumwedzi wechipfumbamwe, aiva Abhiezeri muAnatoti, muBenjamini. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.