Mujenya wokutanga waiva waAsafi, wakawira pana Josefa, vanakomana vake nehama dzake, gumi navaviri; wechipiri kuna Gedharia, iye nehama dzake navanakomana vake– gumi navaviri;