Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose ava vaitungamirirwa namadzibaba avo, mukuimba mutemberi yaJehovha, namakandira nemitengeranwa nembira, kuti vaite ushumiri paimba yaMwari. Asafi, Jedhutuni naHemani vaiva pasi pamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 25

Maonero 1 Makoronike 25:6 akapoteredza