Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 25:28-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

29. wamakumi maviri nemitatu kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

30. wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

31. wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 25