Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi shoko iri raJehovha rakauya kwandiri richiti, ‘Wakadeura ropa zhinji uye ukarwa hondo dzakawanda. Iwe haungavakiri Zita rangu imba, nokuti wakadeura ropa rakawanda kwazvo pamberi pouso hwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 22

Maonero 1 Makoronike 22:8 akapoteredza