Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akati kuna Joabhu navatungamiri vamapoka avarwi, “Endai mundoverenga vaIsraeri vose kubva kuBheerishebha kusvikira kuDhani. Uye mugozondiudza kuitira kuti ndizive kuti vangani variko.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 21

Maonero 1 Makoronike 21:2 akapoteredza