Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune kumwe kurwisana navaFiristia, Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami munun'una waGoriati muGiti, aiva nepfumo raiva nomubato wakafanana nedanda romuruki.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 20

Maonero 1 Makoronike 20:5 akapoteredza