Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akabudisa vanhu vakanga varimo, akavatongera kuti vashande namajeko namapiki namatemo. Dhavhidhi akaita saizvozvi kumaguta ose avaAmoni. Ipapo Dhavhidhi nehondo yake yose akadzokera kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 20

Maonero 1 Makoronike 20:3 akapoteredza