Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munguva yechirimo, panguva iyo madzimambo anoenda kuhondo, Joabhu, akatungamirira mauto akashonga zvombo zvokurwa. Akaparadza nyika yavaAmoni uye akaenda kuRabha akandorikomba, asi Dhavhidhi akasara muJerusarema. Joabhu akarwisa Rabha akarisiya raparara.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 20

Maonero 1 Makoronike 20:1 akapoteredza