Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 2:35-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. Sheshani akapa mwanasikana wake kuti ave mukadzi womuranda wake. Jara akamuberekera Atai.

36. Atai aiva baba vaNatani, Natani aiva baba vaZabadhi,

37. Zabadhi baba vaEfirari, Efirari baba vaObedhi,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2