Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 2:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Mwanakomana waApaimi ainzi Ishi uyo aiva baba vaSheshani. Sheshani aiva baba vaArai.

32. Vanakomana vaJadha, munun'una waShamai vaiva: Jeteri naJonatani. Jeteri akafa asina vana.

33. Vanakomana vaJonatani vaiva: Pereti naZaza. Ava ndivo vaiva zvizvarwa zvorudzi zvaJerameeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2