Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe munhu akauya akaudza Dhavhidhi pamusoro pavarume ava, Dhavhidhi akatuma nhume kuti dzindosangana navo nokuti vakanga vanyadziswa kwazvo. Mambo akati, “Garai paJeriko kusvikira ndebvu dzenyu dzakura, mugozodzoka.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:5 akapoteredza