Varanda vaHadhadhezeri pavakaona kuti vakanga vakundwa neIsraeri, vakayanana naDhavhidhi uye vakava pasi pake.Saka vaAramu havana kuzoda kubatsira vaAmoni zvakare.