Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndinewe kwose kwawaienda uye ndakauraya vavengi vako vose pamberi pako. Zvino ndichaita kuti zita rako rive samazita avarume vakuru kwazvo panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:8 akapoteredza